Hurongwa HweHondo Huru 2.0
Iva nerupandi pakuparadzirwa kwemamirioni ebhuku iri mugore ra 2023 na 2024 mukugadzirira kudzoka kwaJesu.
Ellen G. White
Umwe wevakavamba sangano re Seventh-day Adventist
Ndinoshuvira kuona kuparadzirwa kukuru kwebhuku iri pane mamwe ese ... nokuti mubhuku Hondo Huru, shoko rekuyambira rokupedzisira kunyika rinopiwa nenzira yakatsanangurika pane mune mamwe emabhuku angu.
Zvokuverenga Zvaungawana
Mitauro
Ted N. C. Wilson
Mutungamiri, Seventh-day Adventist Church
Ted N. C. Wilson
Mutungamiri, Seventh-day Adventist Church
Mapindiro Atingaita
Danho
Isai Hurongwa Uhwu KuDare ReSangano
Danho
Sarudzai Nzvimbo Yokuparidzira
Danho
Tsvakai Mabhuku
Danho
Paradzirai Chinyorwa
Ishe vakaisa pamoyo pangu kuti ndinyore bhuku iri kuti pasina kunonoka riendeswe munyika yese tenderere, nokuti yambiro dziri mariri dzakakosha pakugadzirira vanhu kumira pazuva raShe.
ELLEN G. WHITE, CHINYORWA 24, 1891
Torai Bhuku Hondo Huru Nezvimwe Zvinyorwa Zvinobatsira
Muchidimbu
Unofunga kuti nyika iri kuwedzera kunaka kana kuipa? Hazvingashamisi hazvo, vanhu vazhinji nhasi vanotenda kuti nyika iri kuwedzera kuipa. Zvimwe kufunga uku kunongoona kuipa kwezvinhu kwakaputirwa nenhau dzisingafadzi, kana zvimwe tinoziva nechemumoyo chokwadi chinozunguza nyika chinobudiswa pakati pebhuku iyi: Pane chinhu chakaisvoipa nenyika yedu uye hatina simba rokuzvigadzirisa.
Bhuku Hondo Huru haringobudisi pavambo okuwa kwemunhu, asi rinoisavo pachena kurwisana kukuru kwakahwanda pasi pezvirwere nematambudziko, huwori nekuparadzwa kwevanhu vazhinji, kuuraya nemhirizhonga. Muchinyorwa chinoshamisa ichi chikuru uchaona kuti chakaipa chine kumeso, kunaka kune Nyanzvi yako, uye chivi chine magumo. Kana uchida kugadzirira kuguma kwenyika nenyika ine mbiri inouya, unofanira kuverenga bhuku iri.
Mutauro:
Zvinonyanya Kutorwa